Genesisi 43:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamupakurira ari oga, madzikoma vari voga, uye vaIjipita vaidya naye vari voga, nokuti vaIjipita vakanga vasingagoni kudya pamwe chete navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuvaIjipita.

Genesisi 43

Genesisi 43:22-34