Genesisi 42:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akarangarira kurota kwake pamusoro pavo akati kwavari, “Muri vasori imi. Mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.”

Genesisi 42

Genesisi 42:3-15