Genesisi 42:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuna vamwe vake, “Mari yangu yadzoserwa. Heyi iri musaga rangu.” Mwoyo yavo yakati rukutu uye vakatarisana vachidedera, uye vakati, “Chiiko ichi chataitirwa naMwari?”

Genesisi 42

Genesisi 42:18-32