Genesisi 42:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabva pavari uye akatanga kuchema, asi pakarepo akadzoka kwavari akatauriranazve navo. Akaita kuti Simeoni atorwe kubva pakati pavo uye kuti asungwe vakatarisa.

Genesisi 42

Genesisi 42:21-28