Genesisi 42:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakapindura vakati, “Varanda venyu vaiva gumi navaviri, vari vanakomana vomunhu mumwe, anogara munyika yeKenani. Gotwe ndiye ari kuna baba vedu iye zvino, uye mumwe haachisipo.”

Genesisi 42

Genesisi 42:5-18