Genesisi 41:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akatumidza Josefa zita rokuti ZafenatiPanea uye akamupa Asenati mwanasikana waPotifera, muprista weOni, kuti ave mukadzi wake. Uye Josefa akafamba munyika yose yeIjipiti.

Genesisi 41

Genesisi 41:41-51