Genesisi 41:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamuita kuti akwire pangoro yake ari wechipiri pakutungamira, uye vanhu vakadanidzira pamberi pake vachiti, “Dziurai nzira!” Nokudaro akamuita mutariri weIjipiti yose.

Genesisi 41

Genesisi 41:41-51