Genesisi 41:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe uchava mutariri womuzinda wangu, navanhu vangu vose, uye vanhu vangu vose vanofanira kuzviisa pasi pezvaunovarayira. Ndichava mukuru kwauri pachigaro choushe chete.”

Genesisi 41

Genesisi 41:39-49