Genesisi 41:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Faro akavabvunza akati, “Tingawana here munhu akaita somurume uyu, munhu ane mweya waMwari maari?”

Genesisi 41

Genesisi 41:36-48