Genesisi 41:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Josefa akati kuna Faro, “Kurota kwaFaro ndokumwe uye kwakafanana. Mwari akaratidza kuna Faro zvinhu zvaava kuda kuita.

Genesisi 41

Genesisi 41:20-29