Genesisi 41:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange zvazvo dzakadzidya, hakuna munhu aigona kuona kuti dzakanga dzaita izvozvo; dzaingoratidzika kushata sezvadzakanga dzakaita kare. Ipapo ndakapepuka.

Genesisi 41

Genesisi 41:13-29