Genesisi 41:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo ndikaona mhou nomwe dzichibuda murwizi, dzakakora uye dzakanaka, uye dzikafura pakati petsanga.

Genesisi 41

Genesisi 41:14-25