Genesisi 40:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”

Genesisi 40

Genesisi 40:1-18