Genesisi 40:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mubiki mukuru akati aona kuti Josefa akanga apa dudziro yakanaka, akati kuna Josefa, “Neniwo ndarota hope. Pamusoro pangu panga pana matengu matatu echingwa.

Genesisi 40

Genesisi 40:12-23