Genesisi 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana.

Genesisi 4

Genesisi 4:1-9