Genesisi 4:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Adhamu akararazve nomukadzi wake, akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Seti, achiti, “Mwari andipa mumwe mwana panzvimbo yaAbheri, sezvo Kaini akamuuraya.”

Genesisi 4

Genesisi 4:20-26