Genesisi 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rameki akati kuvakadzi vake,“Adha naZira, nditeererei; imi vakadzi vaRameki, inzwai mashoko angu. Ndauraya munhu nokuti andikuvadza, nejaya nokuti randipwanya.

Genesisi 4

Genesisi 4:18-26