Genesisi 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki.

Genesisi 4

Genesisi 4:9-21