Genesisi 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kwaari, “Kwete hazvingadaro; kana munhu upi zvake akauraya Kaini, achatsiviwa kanomwe.” Ipapo Jehovha akaisa rupau pana Kaini kuitira kuti kurege kuva nomunhu anenge amuwana angazomuuraya.

Genesisi 4

Genesisi 4:14-21