Genesisi 39:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamuna munhu mukuru muno mumba kupfuura ini. Tenzi wangu haana kundinyima kana chinhu chimwe zvacho kunze kwenyu, nokuti imi muri mukadzi wavo. Zvino ndingaitirei chinhu chakaipa kudai uye ndichitadzira Mwari?”

Genesisi 39

Genesisi 39:2-10