Genesisi 39:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akaisa mumaoko aJosefa zvinhu zvose zvaakanga anazvo; Josefa ari mutariri, iye haana kumbova nehanya nezvimwe zvinhu kunze kwezvokudya zvaaidya bedzi. Zvino Josefa akanga akanyatsoumbwa, akanaka,

Genesisi 39

Genesisi 39:5-13