Genesisi 38:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akati adzosera ruoko rwake mukati, munun'una wake akabuda, uye vakati, “Saka ndiwo mabudiro awaita nhai!” Uye akatumidzwa zita rokuti Perezi.

Genesisi 38

Genesisi 38:19-30