Genesisi 38:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwenguva refu mukadzi waJudha, mwanasikana waShua, akafa. Judha akati anyaradzwa kubva pakuchema kwake, akakwira akaenda kuTimina kuvarume vakanga vachiveura makwai, uye shamwari yake Hira muAdhuramu akaenda naye.

Genesisi 38

Genesisi 38:8-21