Genesisi 37:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka.

Genesisi 37

Genesisi 37:1-14