Genesisi 37:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vake navanasikana vake vose vakauya kuzomunyaradza, asi akaramba kunyaradzwa. Akati, “Kwete, ndichaburuka kuguva ndichichema mwanakomana wangu.” Saka baba vake vakamuchema.

Genesisi 37

Genesisi 37:30-36