Genesisi 37:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uya akati, “Vabva pano, ndavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Saka Josefa akatevera madzikoma ake uye akandovawana pedyo neDhotani.

Genesisi 37

Genesisi 37:11-24