Genesisi 37:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakaudza baba vake pamwe chete namadzikoma ake, baba vake vakamutsiura vakati, “Kurotai kwawakaita uku? Ko, mai vako neni namadzikoma ako tichauya kuzokupfugamira here iwe zvirokwazvo?”

Genesisi 37

Genesisi 37:7-14