Genesisi 36:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo.

Genesisi 36

Genesisi 36:4-16