Genesisi 36:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhari akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMeZahabhi.

Genesisi 36

Genesisi 36:30-41