Genesisi 36:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hushani akati afa, Kadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti.

Genesisi 36

Genesisi 36:28-37