Genesisi 36:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaReueri mwanakomana waEsau vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.

Genesisi 36

Genesisi 36:10-19