Genesisi 36:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana waEsau, Erifazi naiyewo akanga ano murongo ainzi Timina, uyo akamuberekera Amareki. Ava ndivo vaiva vazukuru vaAdha, mukadzi waEsau.

Genesisi 36

Genesisi 36:5-14