Genesisi 36:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau: Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau Adha, naReueri, mwanakomana waBhasemati mukadzi waEsau.

Genesisi 36

Genesisi 36:8-19