Genesisi 35:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.”

Genesisi 35

Genesisi 35:1-12