Genesisi 35:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Israeri achiri kugara munyika iyo, Rubheni akapinda akandovata nomurongo wababa vake Bhiriha, uye Israeri akanzwa nezvazvo. Jakobho akanga ana vanakomana gumi navaviri:

Genesisi 35

Genesisi 35:14-27