Genesisi 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akati kuna Jakobho, “Kwira uende kuBheteri undogara ikoko, uye uvake aritari yaMwari ikoko, iye akazviratidza kwauri pawakanga uchitiza mukoma wako Esau.”

Genesisi 35

Genesisi 35:1-10