Genesisi 34:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake.

Genesisi 34

Genesisi 34:7-14