Genesisi 34:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho paakanzwa kuti mwanasikana wake Dhaina akanga asvibiswa, vanakomana vake vakanga vari kusango nezvipfuwo zvake; saka akanyarara pamusoro pazvo kusvikira vauya kumba.

Genesisi 34

Genesisi 34:2-15