Genesisi 34:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandiparira dambudziko mukandiita chinhu chinonhuwa kuvaKenani navaPerezi, vanhu vagere munyika muno. Tiri vashoma isu, uye kana vakandikomberana uye vakarwa neni, ini nemhuri yangu tichaparadzwa.”

Genesisi 34

Genesisi 34:20-31