Genesisi 34:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, “Vanhu ava vakanaka kwazvo kwatiri. Ngavagare munyika yedu uye vashambadzire mairi; nyika yakakura kwazvo kwavari. Tinogona kuwana vanasikana vavo uye ivo vanogona kuwana veduwo.

Genesisi 34

Genesisi 34:16-30