Genesisi 33:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akati, “Ko, unorevei namapoka ose andasangana nawo aya?” Iye akati, “Kuti ndiwane nyasha pamberi penyu, ishe wangu.”

Genesisi 33

Genesisi 33:1-9