Genesisi 33:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, “Ndivanaaniko ava vaunavo?” Jakobho akapindura akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.”

Genesisi 33

Genesisi 33:3-8