Genesisi 33:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokubva kwaJakobho kuPadhani Aramu, akasvika zvakanaka kuguta reShekemu muKenani uye akadzika musasa wake pakatarisana neguta.

Genesisi 33

Genesisi 33:16-20