Genesisi 33:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri.

Genesisi 33

Genesisi 33:1-9