Genesisi 32:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akatya zvikuru uye akatambudzika, akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo mumapoka maviri, uye makwai nemombe nengamerawo.

Genesisi 32

Genesisi 32:1-14