Genesisi 32:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavarayira akati, “Izvi ndizvo zvamunofanira kutaura kuna tenzi wangu Esau kuti: ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, Ndakanga ndichigara naRabhani uye ndakagarako kusvikira zvino.

Genesisi 32

Genesisi 32:3-8