Genesisi 32:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo murume uya akati, “Zita rako harichazonzi Jakobho, asi Israeri, nokuti wakarwa naMwari uye nomunhu uye ukakunda.”

Genesisi 32

Genesisi 32:26-32