Genesisi 32:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uye paakaona kuti akanga asingagoni kumukunda, akabata pahudyu yaJakobho zvokuti hudyu yakashodogoka paakanga achiita mutsimba nomunhu uyu.

Genesisi 32

Genesisi 32:23-29