Genesisi 31:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi baba venyu vakandinyengera nokushandura-shandura mubayiro wangu kagumi kose. Kunyange zvakadaro hazvo, Mwari haana kuvatendera kuti vandikuvadze.

Genesisi 31

Genesisi 31:2-13