Genesisi 31:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani akatevera Rabhani akatsvoda vazukuru vake navanasikana vake uye akavaropafadza. Ipapo akabva akadzokera kumusha kwake.

Genesisi 31

Genesisi 31:45-55